Patience, TashaBx, Nowizz – Ndiani
Genre Pop

LYRIC
Ndiani

Intro: TashaBx
Handina umbimbindoga handina umbimbindoga
Aizvifungira ndiani aizvifungira ndiani

Verse: Patience

I was just that girl and they could not see that I had these big dreams/
Patience it's all in the name i been patient_vachindiseka ndichitambura_ikozvino zvakudhabhura_work so hard seku Sakura_and all my kids vachapakura

Chorus: TashaBx
Aizvifungira ndiani
Aizvifungira ndianiko
Vamaitarisira Pasi
Tarisira Pasi
Handina umbimbindoga
Handina umbimbindoga
Aizvifungira ndiani
Aizvifungira ndiani

Verse: TashaBx

Idzo shungu dzondibata
Pese pakunoyedza
Zvichapenya rimwe, zuva
Zvichapenya rimwe, zuva
Masango matema
Ndipeiwo chiedza
Chieedzaaa oowe owwwwww


Coz
Ini ndaedza
Zviro zvorema
Mitoro
Iyo yarema
I'm gonna hold on
To my dreams, to my dreams
Burukaii
Mutore mutoro
Burukaiiii
Mutore, mutoro unorema
Chorus: TashaBx

Aizvifungira ndiani
Aizvifungira ndianiko
Vamaitarisira Pasi
Tarisira Pasi
Handina umbimbindoga
Handina umbimbindoga
Aizvifungira ndiani
Kusimuka ndiMwari

Bridge: Nowizz

Ain no way that I be down and out, down and out, down and out
Ain no way that I be down and out, down and out, down and out

Verse: Nowizz

They knew the boy akadzidzira pa P.e kuita French, na Ms Tiribabi
His classmates, Osborne Muhambi, his seniors Nyasha Kazhanje
& form four akapasa Ari three ndokubatanidza 2
Ari pa Gateway.-
Pachkoro aisvika ane Prado, vaimuti Gono- Gideon
Upenyu ivhiri you gota be Obedient
Mwari vanombokurAkidza kamwe ka life
Wizzy akukanya zvidhina
Kunze kwenyika bvunza maninja_
Pagara murimi pagara mupopoti-
Sa fudze Mombe negotsi uh Mwari vanosimudza the weak - God forgives Now I do it like nike
Chorus: TashaBx

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *