Jungle Loco – The Intro
Genre Rap

LYRIC
The Intro

Oh yeah.. the first book of loco..yeah..bata mastreets..Loco

VERSE 1:
Poetry ne rhythm, ndochimhanyira ma victims e system
Ma youths aka sticker asina clue, ariku sticka ne glue
Anobatwa akabata zvinobata osungirwa kusunga
Ma teens ane nhumbu nema dead dreams
Ma slay queens arikumhanyir a ma blesser daddies, nema thirsty.....
..young dudes achazomhanya nawo
Kumhanya pakarimwa kuto hardira chibage zvawo
Ma old civil servants asina energy yema zhets
Anomirira monthend kuhora nzungu dzodyiwa nema ‘rates’
Damn im nice ndochigwinhira kuzipa
Kuchigwinhira ma nice amogwinhira mutsipa
Kuchigwinhira svoto ndobva ndasvotoka
Ndochigwinhira crew randonokoka pakudzoka
Kungovapa 2 Keys ma streets voLocker
Ndozviitira ka life kari cleaner ma pastures ari greener
Handizviitiri tsvina checksa mari dzaaku spinna
Ma green a-chirova 360 degrees achidzoka
Tengе takabata ma angles ese kungе jogger
Apa sneaker game murwere asina chipatara
Ndebvu dzakakamwa nemwana wa tezvara
This voice on the beat is the voice of the streets
Its a choice between this and the noise on repeat
Call this S.O.S skiri over skrrrrr
Saka pandinoti its a calling hakusi kuzvifonera imi ana nhingrrr
Ma tricks enhubu ma scripts edhudhu
Intellect yekusaya pandogaya picture Zvobgo na Bhobho that ain't no joke
Mixer dhobho nemogo you don’t want that smoke
You don’t want that bloody choke
Hanzi make the best of it ukaenda pa top
Kwete ku sucker wabata chitanda ku treater game se lollipop
Kana muchitsva moyo nema raps ataakudya zvirinani mu benche
Coz you can't be goats muchiita heartburn nemufenje
Im from the era yataipindira ma radio stations toti knock knock
Konzi front door rakavharwa huyai nokuno uku
Votarisa kuti wauya nema peers managani
Vakama budisa panze ungabuda yema beers mangani
Kwatabva kure musada kutiudzira itai so itai so
Ndine mazi knuckle anodhedha mazino ako pachi Tyson Tyson
Ndaaku swinger hino
Whatever your teeth will ‘meet’ zvichaita utange kutaura kunge munhu arikubvisa nyama mumazino
Unozviruza izvi

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *